Johane 6:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Mucagoɗiniko kana muciʋona Mŋanakomana womunhu acikwira kwaaiʋa pakutaŋga? See the chapterShona Bible 1949 revised 200262 Muchagodiniko kana muchiona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Muchaita sei kana mukaona Mwanakomana woMunhu achikwira achienda kwaaimbova kare! See the chapter |