Johane 6:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa mumŋoyo make kuti ʋadzidzi ʋake ʋanoŋuŋuna neshoko irero, akati kwaʋari: Iri shoko rinokugumbusai kanhi? See the chapterShona Bible 1949 revised 200261 Asi Jesu, zvaakanga achiziva mumwoyo make kuti vadzidzi vake vanogun'un'una neshoko irero, akati kwavari, “Iri shoko rinokugumbusai kanhi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 Achiziva zvake kuti vadzidzi vake vakanga vachigununʼuna pamusoro paizvozvi, Jesu akati kwavari, “Izvi zvinokugumburai here? See the chapter |