Johane 6:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Ɀino ʋazhinji ʋaʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Iri shoko igukutu; ndianiko uŋgarinzwa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200260 Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Pavakanzwa izvi, vadzidzi vake vazhinji vakati, “Kudzidzisa uku kwakaoma. Ndianiko angakugamuchira?” See the chapter |