Johane 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Wakareʋa iɀoɀo kuti amuidze, nokuti iye wakaziʋa amene ɀaakaŋga aciɗa kuita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akabvunza izvi achida chete kumuedza, nokuti akanga atoziva kare mupfungwa dzake zvaakanga achizoita. See the chapter |