Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ƃaɓa ʋapenyu, seɀaʋakandituma, neni ndicirarama naƂaɓa; saiɀoɀo unondidya, ucararama neni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama nababa; saizvozvo anondidya, achararama neni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Sezvo Baba vapenyu vakandituma uye ndichirarama nokuda kwaBaba, saizvozvo uyo anodya pandiri achararama nokuda kwangu.

See the chapter Copy

Johane 6:57

Follow us:

Advertisements

Advertisements