Johane 6:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino ʋaJuda ʋakakakaʋara pakati paʋo, ʋaciti: Munhu uyu uŋgatipa seiko nyama yake, tidye? See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Zvino vaJudha vakakakavara pakati pavo, vachiti, “Munhu uyu angatipa seiko nyama yake, tidye?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Ipapo vaJudha vakatanga kukakavadzana zvikuru pakati pavo vachiti, “Munhu uyu angatipa nyama yake kuti tiidye seiko?” See the chapter |