Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Ini ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Munhu wose anodya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa chandichapa kuti chive upenyu hwapasi pose, inyama yangu pachangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ndini ciŋgwa cipenyu, cakaɓuruka kuɗeŋga; kana munhu acidya ciŋgwa ici, ucararama nokusiŋgaperi; ciŋgwa candicapa, inyama yaŋgu, bguʋe ʋupenyu bgenyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Ndini chingwa chipenyu, chakaburuka kudenga; kana munhu achidya chingwa ichi, achararama nokusingaperi; chingwa chandichapa, inyama yangu, yandinopira upenyu hwapasi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Ini ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Munhu wose anodya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa chandichapa kuti chive upenyu hwapasi pose, inyama yangu pachangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Ini ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Munhu wose anodya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa chandichapa kuti chive upenyu hwapasi pose, inyama yangu pachangu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Kana munhu upi zvake akadya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa ichi inyama yangu, yandichapa nokuda kwoupenyu hwenyika.”

See the chapter Copy

Johane 6:51

Follow us:

Advertisements

Advertisements