Johane 6:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Handireʋi kuti kunomunhu wakaʋona Ƃaɓa; asi uyo unobva kunaMŋari, ndiye wakaʋona Ƃaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Handirevi kuti kune munhu akaona baba; asi uyo anobva kuna Mwari, ndiye akaona baba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Hakuna munhu akaona Baba kunze kwouyo anobva kuna Mwari; ndiye chete akaona Baba. See the chapter |