Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Zvakanyorwa muvaporofita kuti, ‘Vose vachadzidziswa naMwari. Munhu wose anoteerera Baba nokudzidza kwavari anouya kwandiri.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Muʋaprofita makanyorwa, mucinzi: Ʋacadzidziswa ʋose naMŋari. Mumŋe nomumŋe wakaɀinzwa kunaƂaɓa, akadzidza, unoʋuya kwandiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Muvaporofita makanyorwa, muchinzi, ‘Vachadzidziswa vose naMwari.’ Mumwe nomumwe akazvinzwa kuna baba, akadzidza, anouya kwandiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Zvakanyorwa muvaporofita kuti, ‘Vose vachadzidziswa naMwari. Munhu wose anoteerera Baba nokudzidza kwavari anouya kwandiri.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Zvakanyorwa muvaporofita kuti, ‘Vose vachadzidziswa naMwari. Munhu wose anoteerera Baba nokudzidza kwavari anouya kwandiri.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Muvaprofita makanyorwa muchinzi: ‘Vose vachadzidziswa naMwari.’ Ani naani anoteerera kuna Baba uye anodzidza kubva kwavari anouya kwandiri.

See the chapter Copy

Johane 6:45

Follow us:

Advertisements

Advertisements