Johane 6:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Kuda kwewakandituma ndokuku kwokuti handifaniri kurasikirwa nechose zvacho chaanenge andipa asi kutochimutsa pazuva remhedziso. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Kuɗa kwowakandituma ndiko, kuti paɀose ɀaakandipa, ndirege kurashikirwa necimŋe, asi kuti ndicimutse nezuʋa rokupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Kuda kwoakandituma ndiko, kuti pazvose zvaakandipa, ndirege kurasikirwa nomumwechete waakanditurira, asi kuti ndivamutse nezuva rokupedzisira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Kuda kwewakandituma ndokuku kwokuti handifaniri kurasikirwa nechose zvacho chaanenge andipa asi kutochimutsa pazuva remhedziso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Kuda kwewakandituma ndokuku kwokuti handifaniri kurasikirwa nechose zvacho chaanenge andipa asi kutochimutsa pazuva remhedziso. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Uye uku ndiko kuda kwaiye akandituma, kuti ndirege kurasikirwa navose vaakandipa, asi kuti ndivamutse pazuva rokupedzisira. See the chapter |