Johane 6:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanondipa ɀicaʋuya kwandiri; nounoʋuya kwandiri, handiŋgatoŋgomurashiri kunze. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 “Zvose baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye ani naani anouya kwandiri handingatongomurasiri kure. See the chapter |