Johane 6:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakati kwaari: Ticaiteiko, kuti tiɓate maɓasa aMŋari? See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?” See the chapter |