Johane 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 (Asi mamŋe magwa maɗuku akaŋga abva Tiberiasi, akaȿika pedyo paʋakadyira ɀiŋgwa, Ishe amboʋoŋga). See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 (Asi mamwe magwa maduku akanga abva Tibheriasi, akasvika pedyo pavakadyira zvingwa, Ishe ambovonga). See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo mamwe magwa aibva kuTibheriasi akasvika pedyo nenzvimbo yakanga yadyirwa chingwa navanhu shure kwokuvonga kwaShe. See the chapter |