Johane 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋakafara kumugamucira mugwa, igwa rikaȿika pakarepo kunyika kwaʋakaŋga ʋacienda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vakafara kumugamuchira muigwa, igwa rikasvika pakarepo kunyika kwavakanga vachienda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo vakafara kumugamuchira mugwa; pakarepo igwa rakasvika kumahombekombe kwavakanga vakananga. See the chapter |