Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 vakapinda mugwa vakatangisa kuyambuka gungwa vachienda kuKapenaumu. Izvozvo kwakanga kwasviba. Uye Jesu akanga asati auya kwavari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 ʋakapinda mugwa, ʋakataŋga kuyambuka guŋgwa kuenda Kapernaume. Ɀino kwakaŋga kwaȿiɓa, asi Jesu wakaŋga asati aȿika kwaʋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 vakapinda muigwa, vakatanga kuyambuka gungwa kuenda Kapenaume. Zvino kwakanga kwasviba, asi Jesu akanga asati asvika kwavari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 vakapinda mugwa vakatangisa kuyambuka gungwa vachienda kuKapenaumu. Izvozvo kwakanga kwasviba. Uye Jesu akanga asati auya kwavari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 vakapinda mugwa vakatangisa kuyambuka gungwa vachienda kuKapenaumu. Izvozvo kwakanga kwasviba. Uye Jesu akanga asati auya kwavari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 uko kwavakandopinda mugwa vakasimuka vakayambuka vakaenda mhiri kwegungwa vakananga kuKapenaume. Zvino kwakanga kwasviba, uye Jesu akanga asati ava pavari.

See the chapter Copy

Johane 6:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements