Johane 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaʋona ciratidzo caakaita, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita, unoʋuya panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vanhu vakati vaona chiratidzo chaakaita, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita, anouya panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.” See the chapter |