Johane 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Saizvozvo vakazviunganidza vakazadza tswanda gumi nembiri nezvimedu zvezvingwa zvebhari zvishanu zvakasiiwa navakadya vaya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo ʋakaɀiʋuŋganidza, ʋakazadza mateŋgu anegumi namaʋiri neɀimeɗu ɀeɀiŋgwa ɀishanu ɀebari, ɀakaŋga ɀasara kunaʋakadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo vakazviunganidza, vakazadza matengu ane gumi namaviri nezvimedu zvezvingwa zvishanu zvebhari, zvakanga zvasara kuna vakadya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Saizvozvo vakazviunganidza vakazadza tswanda gumi nembiri nezvimedu zvezvingwa zvebhari zvishanu zvakasiiwa navakadya vaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Saizvozvo vakazviunganidza vakazadza tswanda gumi nembiri nezvimedu zvezvingwa zvebhari zvishanu zvakasiiwa navakadya vaya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Saka vakazviunganidza zvikazara matengu gumi namaviri nezvimedu zvezvingwa zvebhari zvishanu, zvakanga zvasiyiwa navaya vakanga vadya. See the chapter |