Johane 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Murwere akamupindura, akati: Ishe, ndinoshaiwa munhu unondiwisira mudziʋa, kana mvura icibvoŋgodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumŋe wonditaŋgira kupinda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Murwere akamupindura, akati, “Ishe, ndinoshayiwa munhu anondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi ndinoti kana ndoenda, mumwe onditangira kupinda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Murwere akamupindura achiti, “Changamire ini handina anondiisawo mudziva kana mvura yabvongodzwa. Pandinenge ndoti ndichipindawo mumwe anobva anditangira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.” See the chapter |