Johane 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kwaiʋa’po mumŋe munhu, wakaŋga aɓatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kwaivapo mumwe munhu, akanga abatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mumwe murume akanga arimo akanga arwara kwamakore makumi matatu namasere. See the chapter |