Online Bible

- Advertisements -




Johane 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Ndakauya ini muzita raBaba vangu asi hamundigamuchiri asi mumwewo akauya muzita rake iyeyo ndiye wamunogamuchira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ndakaʋuya nezita raƂaɓa ʋaŋgu, asi hamundigamuciri; kana mumŋe akaȿika nezita rake amene, mucamugamucira iye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Ndakauya nezita rababa vangu, asi hamundigamuchiri; kana mumwe akasvika nezita rake amene, muchamugamuchira iye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Ndakauya ini muzita raBaba vangu asi hamundigamuchiri asi mumwewo akauya muzita rake iyeyo ndiye wamunogamuchira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Ndakauya ini muzita raBaba vangu asi hamundigamuchiri asi mumwewo akauya muzita rake iyeyo ndiye wamunogamuchira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Ndakauya muzita raBaba vangu, asi hamundigamuchiri; asi kana mumwewo zvake akauya muzita rake, muchamugamuchira.

See the chapter Copy




Johane 5:43

Follow us:

Advertisements


Advertisements