Online Bible

- Advertisements -

Johane 5:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Asi uchapupu hwandinahwo hukuru kupinda hwaJohani nokuti mabasa andakapiwa naBaba kuti ndiapedze, mabasa iwayo andiri kuita anondipupurira kuti Baba ndivo vakandituma.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ini ndinecapupu cikuru kunaJohane; nokuti maɓasa andakapiwa naƂaɓa kuti ndiapedze, iwo maɓasa andinoita, ndiwo anondipupurira kuti Ƃaɓa ʋakandituma.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Ini ndine chapupu chikuru kuna Johani; nokuti mabasa andakapiwa nababa kuti ndiapedze, iwo mabasa andinoita, ndiwo anondipupurira kuti baba vakandituma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Asi uchapupu hwandinahwo hukuru kupinda hwaJohani nokuti mabasa andakapiwa naBaba kuti ndiapedze, mabasa iwayo andiri kuita anondipupurira kuti Baba ndivo vakandituma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Asi uchapupu hwandinahwo hukuru kupinda hwaJohani nokuti mabasa andakapiwa naBaba kuti ndiapedze, mabasa iwayo andiri kuita anondipupurira kuti Baba ndivo vakandituma.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Ndino uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani. Nokuti iro basa chairo randakapiwa naBaba kuti ndiripedze, uye randiri kuita, rinondipupurira kuti Baba vakandituma.

See the chapter Copy

Johane 5:36

Follow us:

Advertisements

Advertisements