Johane 5:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Musashamiswa naiɀoɀo; nokuti ŋguʋa inoʋuya, nayo ʋose ʋari mumabgiro ʋacanzwa inzwi rake, See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 “Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumabwiro vachanzwa izwi rake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Musashamiswa pane izvi, kuti nguva inouya yokuti vose vari mumakuva avo vachanzwa inzwi rake See the chapter |