Johane 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakamupa simba rokutoŋga, ɀaari Mŋanakomana womunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Vakamupa simba rokutonga, zvaari Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye vakamupa simba rokuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana woMunhu. See the chapter |