Johane 5:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuti ʋose ʋakudze Mŋanakomana seɀaʋanokudza Ƃaɓa. Usiŋgakudzi Mŋanakomana, haakudzi naƂaɓa, ʋakamutuma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 kuti vose vakudze Mwanakomana sezvavanokudza baba. Asingakudzi Mwanakomana, haakudzi nababa, vakamutuma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kuti vose vakudze Mwanakomana sokukudza kwavanoita Baba. Uyo asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma. See the chapter |