Johane 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.” See the chapter |