Johane 4:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino akaʋabvunza ŋguʋa yaakataŋga kunaya nayo. Ʋakati kwaari: Zuro neŋguʋa yecinomŋe fiviri yakabva kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Zvino akavabvunza nguva yaakatanga kunaya nayo. Vakati kwaari, “Zuro nenguva yechinomwe fivha yakabva kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Naizvozvo akabvunza nguva yaakatangisa kuita zvakanaka. Vakati kwaari, “Denda rakamusiya nezuro panguva dzahwani masikati.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Akati abvunza nguva yakatanga mwana kunzwa zviri nani, ivo vakati kwaari, “Fivha yakabva paari nezuro panguva dzechinomwe.” See the chapter |