Johane 4:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Wakati acaɓuruka, ʋaranda ʋake ʋakasoŋgana naye, ʋakati: Mŋana wenyu mupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 Akati achaburuka, varanda vake vakasangana naye, vakati, “Mwana wenyu mupenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Achiri munzira varanda vake vakasangana naye namashoko okuti mukomana akanga apora. See the chapter |