Online Bible

- Advertisements -

Johane 4:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Jesu akati kwaari: Enda hako, mŋanakomana wako mupenyu. Munhu uyu akatenda shoko rakarebga naJesu kwaari, akaenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Jesu akati kwaari, “Enda hako, mwanakomana wako mupenyu.” Munhu uyu akatenda shoko rakarehwa naJesu kwaari, akaenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Jesu akapindura akati, “Enda hako. Mwanakomana wako achararama.” Murume uyu akagamuchira shoko raJesu akaenda.

See the chapter Copy

Johane 4:50

Follow us:

Advertisements

Advertisements