Johane 4:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino Jesu akati kwaari: Kana musiŋgaʋoni ɀiratidzo neɀishamiso, hamuŋgatoŋgotendi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 Zvino Jesu akati kwaari, “Kana musingaoni zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Jesu akati kwaari, “Kana imi vanhu musina kuona zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” See the chapter |