Johane 4:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Nokuti Jesu amene wakapupura, kuti muprofita haakudzwi munyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Zvino Jesu pachake akanga ambopupura kuti muprofita haakudzwi munyika yokwake. See the chapter |