Johane 4:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋaSamaria ʋazhinji ʋeguta iro ʋakatenda kwaari neshoko romukadzi, wakapupura, aciti: Wandiʋudza ɀose ɀandakaita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vaSamaria vazhinji veguta iro vakatenda kwaari neshoko romukadzi, akapupura, achiti, “Andiudza zvose zvandakaita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 VaSamaria vazhinji vaibva muguta iro vakatenda kwaari nokuda kwouchapupu hwomukadzi hwokuti, “Akanditaurira zvose zvandakaita.” See the chapter |