Johane 4:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ndakakutumai kundoceka ɀamusakaɓatira; ʋamŋe ʋakaɓata, ɀino imi mapinda paneɀaʋakaɓatira iʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kubindukira; vamwe vakabindukira, zvino imi mapinda pane zvavakabindukira ivo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndakakutumai kunokohwa zvamusina kushandira. Vamwe vakaita basa rakaoma, uye imi makakohwa mubayiro wokubata kwavo.” See the chapter |