Johane 4:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mukohwi ava kuwana mubayiro wake uchaunganidza muchero wokuupenyu husingaperi zvokuti mudyari nomukohwi vafare pamwechete.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Unoceka unopiwa muɓairo, unoʋuŋganidza ɀiɓereko muʋupenyu bgusiŋgaperi; kuti unokusha nounoceka ʋafare ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Anocheka anopiwa mubayiro, anounganidza mbesanwa muupenyu husingaperi; kuti anokusha naanocheka vafare vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mukohwi ava kuwana mubayiro wake uchaunganidza muchero wokuupenyu husingaperi zvokuti mudyari nomukohwi vafare pamwechete.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Mukohwi ava kuwana mubayiro wake uchaunganidza muchero wokuupenyu husingaperi zvokuti mudyari nomukohwi vafare pamwechete.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Kunyange iye zvino mukohwi anopiwa mubayiro wake, kunyange izvozvi anokohwa zvibereko zvoupenyu husingaperi, kuitira kuti mukushi nomukohwi vagofara pamwe chete. See the chapter |