Johane 4:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Ɀokudya ɀaŋgu ndiɀo, kuti ndiite kuɗa kwowakandituma, nokupedza ɓasa rake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndizvo, kuti ndiite kuda kwoakandituma, nokupedza basa rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake. See the chapter |