Johane 4:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋuyai muʋone munhu, wakandiʋudza ɀose ɀandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 “Uyai muone munhu, akandiudza zvose zvandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Uyai, muone murume anditaurira zvinhu zvose zvandakaita. Kuti uyu angava iye Kristu here?” See the chapter |