Johane 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo mukadzi akasiya ciroŋgo cake, akaenda muguta, akati kuʋanhu: See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo, asiya chirongo chake, mukadzi akadzokera kuguta akandoti kuvanhu, See the chapter |