Online Bible

- Advertisements -

Johane 4:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino mukadzi akati kwaari: Ndinoziʋa kuti Mesiasi unoʋuya, unonzi Kristu; kana iye aȿika, ucatiʋudza ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino mukadzi akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesiasi anouya, anonzi Kristu; kana iye asvika, uchatiudza zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya, anonzi Kristu, ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.”

See the chapter Copy

Johane 4:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements