Online Bible

- Advertisements -

Johane 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi ŋguʋa inoʋuya, naɀino yatoʋa’po, yokuti ʋanonamata neɀokwaɗi ʋacanamata Ƃaɓa mumŋeya neɀokwaɗi; nokuti Ƃaɓa ʋanotȿaka ʋakaɗaro kuzomunamata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi nguva inouya, nazvino yatovapo, yokuti vanonamata nechokwadi vachanamata baba mumweya nechokwadi; nokuti baba vanotsvaka vakadaro kuzomunamata.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi nguva inouya uye yatouya zvino apo vanamati vechokwadi vachanamata Baba mumweya nomuzvokwadi, nokuti ndivo vanamati vanotsvakwa naBaba kuti vamunamate.

See the chapter Copy

Johane 4:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements