Johane 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jesu akati kwaari, “Mukadzi iwe tenda zvandiri kutaura, nguva iri kuuya yamusingazonamati Baba mugomo rino iri kana muJerusaremu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jesu akati kwaari: Mai, nditende kuti ŋguʋa inoʋuya, yamusiŋgazonamati Ƃaɓa pagomo iri, kana paJerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Jesu akati kwaari, “Mai, nditende kuti nguva inouya, yamusingazonamati baba pagomo iri, kana muJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jesu akati kwaari, “Mukadzi iwe tenda zvandiri kutaura, nguva iri kuuya yamusingazonamati Baba mugomo rino iri kana muJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jesu akati kwaari, “Mukadzi iwe tenda zvandiri kutaura, nguva iri kuuya yamusingazonamati Baba mugomo rino iri kana muJerusaremu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jesu akati, “Mai, nditendei, nguva inouya yamuchanamata Baba musiri pagomo rino kana muJerusarema. See the chapter |