Johane 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akamuti, “Enda undodana murume wako uuye kuno.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jesu akati kwaari: Enda, undoɗana murume wako, ugoʋuya pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Jesu akati kwaari, “Enda, undodana murume wako, ugouya pano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akamuti, “Enda undodana murume wako uuye kuno.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akamuti, “Enda undodana murume wako uuye kuno.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Iye akati, “Enda, undodana murume wako ugodzoka pano.” See the chapter |