Online Bible

- Advertisements -

Johane 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakaziva kuti vaFarisei vakanga vanzwa kuti Jesu ari kuwana vadzidzi vazhinji uye kuti ari kuombeka vadzidzi vakawanda kupinda Johani

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Ishe wakati aziʋa kuti ʋaFarise ʋakaŋga ʋanzwa kuti Jesu wakaita nokubapatidza ʋadzidzi kupfuʋura Johane,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Ishe akati aziva kuti vaFarisi vakanga vanzwa kuti Jesu akaita nokubhabhatidza vadzidzi kupfuura Johani,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakaziva kuti vaFarisei vakanga vanzwa kuti Jesu ari kuwana vadzidzi vazhinji uye kuti ari kuombeka vadzidzi vakawanda kupinda Johani

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakaziva kuti vaFarisei vakanga vanzwa kuti Jesu ari kuwana vadzidzi vazhinji uye kuti ari kuombeka vadzidzi vakawanda kupinda Johani

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 VaFarisi vakanzwa kuti Jesu akanga achiteverwa navanhu vazhinji uye achibhabhatidza vadzidzi vakawanda kupfuura Johani,

See the chapter Copy

Johane 4:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements