Johane 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti wakatumŋa naMŋari, ndiye unotaura mashoko aMŋari; nokuti haapi Mŋeya aciyera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti akatumwa naMwari, ndiye anotaura mashoko aMwari; nokuti haapi Mweya asina mwero. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Nokuti uyo akatumwa naMwari anotaura mashoko aMwari, nokuti Mwari anopa Mweya asingayeri. See the chapter |