Johane 3:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake. See the chapter |