Johane 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye unofanira kukura, asi ini ndinofanira kuɗukupiswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Iye anofanira kukura, asi ini ndinofanira kudukupiswa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Iye anofanira kukwirira ini ndinofanira kuderera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Anofanira kuva mukuru; ini ndinofanira kudukupiswa. See the chapter |