Johane 3:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Unomŋeŋga ndico cikomba; asi shamŋari yecikomba inomira icimunzwa, inofara ɀikuru nenzwi recikomba. Naiɀoɀo kufara kwaŋgu uku kwazadzika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Ano mwenga ndiye muwani; asi shamwari yemuwani inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nezwi romuwani. Naizvozvo kufara kwangu uku kwazadzika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mwenga ndowechikomba. Shamwari inoshandira chikomba inomira ichimunzwa uye inozara nomufaro painonzwa inzwi rechikomba. Mufaro uyo ndowangu, uye iye zvino wakwana. See the chapter |