Johane 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi unoita ɀokwaɗi, unoʋuya paciedza, kuti maɓasa ake aʋonekwe, kuti akaitwa munaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi ani naani anorarama muchokwadi anouya muchiedza, kuitira kuti zvaakaita zvionekwe pachena kuti zvakaitwa kubudikidza naMwari.” See the chapter |