Johane 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti mumŋe nomumŋe, unoita ɀakaipa, unoʋeŋga ciedza, haaʋuyi paciedza, kuti maɓasa ake arege kuɓuɗiswa pacena. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti mumwe nomumwe, anoita zvakaipa, anovenga chiedza, haauyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena. See the chapter |