Johane 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mhosva yacho ndeyiyi yokuti chiedza chakauya pasi pano asi vanhu vakada rima panze pokuda chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kutoŋgwa ndokuku, kuti ciedza cakaȿika panyika, asi ʋanhu ʋakaɗa rima kupfuʋura ciedza, nokuti maɓasa aʋo akaŋga akaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Kutongwa ndokuku, kuti chiedza chakasvika panyika, asi vanhu vakada rima kupfuura chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mhosva yacho ndeyiyi yokuti chiedza chakauya pasi pano asi vanhu vakada rima panze pokuda chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mhosva yacho ndeyiyi yokuti chiedza chakauya pasi pano asi vanhu vakada rima panze pokuda chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kutongwa ndokuku: Chiedza chakasvika munyika, asi vanhu vakada rima panzvimbo yechiedza nokuti mabasa avo akanga akaipa. See the chapter |