Johane 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mosesi seɀaakasimudza nyoka murenje, saiɀoɀo Mŋanakomana womunhu unofanira kusimudzwa ʋo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Mosesi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana woMunhu anofanira kusimudzwawo, See the chapter |