Johane 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana ndakakuʋudzai ɀinhu ɀenyika, mukasatenda, muŋgagotenda seiko, kana ndicikuʋudzai ɀinhu ɀokuɗeŋga? See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 “Kana ndakakuudzai zvinhu zvenyika, mukasatenda, mungagotenda seiko, kana ndichikuudzai zvinhu zvokudenga? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndataura kwauri pamusoro pezvinhu zvapanyika uye hautendi; zvino ungatenda sei kana ndikataura pamusoro pezvinhu zvokudenga? See the chapter |